Paroles de la chanson Musandikanganwe par
nhai mwari weeenhai mwari musandikanganwe
(aheee nhai baba musandikangamwe) (×2)
pandinofamba mwari fambai wo neni
(ayeee nhai baba musandikangamwe)
pandinomuka kuenda kubasa fambai wo neni
(ayee nhai baba musandikanganwe)