Paroles de la chanson Ndoenda par Tocky Vibes

Chanson manquante pour "Tocky Vibes" ? Proposer les paroles
Proposer une correction des paroles de "Ndoenda"

Paroles de la chanson Ndoenda par Tocky Vibes

Panorwa nzou chinokuvara huswa
Huswa kuparara kusara ava marara

Amai ndoenda nababa
Baba ndoenda
Ndoenda nababa baba ndoe
Iwe usaita sewakafa ukafa uchafa
Ndoenda nababa baba ndoenda

Kaupenyu haizi problem
Yaunofanira kusorovha
Asi zviitiko zvaunofanira kurarama
Zvino ndoita wekudiniko
Tiza neupenyu hwangu
Ndaitodiniko
Tiza neupenyu hwangu
Oh yeah yeah yeah yeah
Oh yeah yeah yeah yeah
Oh yeah yeah yeah yeah

Amai ndoenda nababa
Baba ndoenda
Ndoenda nababa baba ndoe
Iwe usaita sewakafa ukafa uchafa
Ndoinda nababa baba ndoinda

Vanoziva vari kuti answer
Ndoinogadzira mubvunzo
Kana uchitsvaga answer
Uri kutsvagazve mubvunzo
Dai ndakaziva
Dai ndaiziva zvimwe

Yaitungamira ndaizobudirira
Zvakandiwira zvaisambondiwira
Ndoita wekudiniko
Tiza neupenyu hwangu
Ndaitodiniko
Tiza neupenyu hwangu

Oh yeah yeah yeah yeah
Oh yeah yeah yeah yeah
Oh yeah yeah yeah yeah
Oh yeah yeah yeah yeah

Amai ndoenda nababa
Baba ndoenda
Ndoenda nababa baba ndoenda
Iwe usaita sewakafa ukafa uchafa
Ndoenda nababa baba ndoenda

Amai ndoenda nababa
Baba ndoinda
Ndoenda nababa baba ndoinda
Iwe usaita sewakafa
Ukafa uchafa
Ndoenda nababa
Baba ndoindawo    

 

Paroles.net dispose d’un accord de licence de paroles de chansons avec la Société des Editeurs et Auteurs de Musique (SEAM)