Paroles de la chanson Mavanga par Kae Chaps

Chanson manquante pour "Kae Chaps" ? Proposer les paroles
Proposer une correction des paroles de "Mavanga"

Paroles de la chanson Mavanga par Kae Chaps

Enda pakadzika dzika
Onyatso paterera
Hapafe pakurasisa
Kurema nekurwadza kwazvo
Uchamira mira here uchingondisimbisa
Hongu ndakambofarawo sevamwe
Ndati ndikuudze ndiri ndega
Vachati uri kuitei naye
Chimwe changu usazondirega
Zvakaipa nezvakanaka
Pandotadza pandinonatsa
Handisi kukumanikidza no no
Hanti wakandi sarura yeah

Kana wafunga kuda inini inini baby
Ndide nemavanga
Wafunga kutora moyo wangu
Chibva watora nemavanga
Gara watora zvese, tora zvese
Tora nemavanga
Gara watora zvese tora zvese iwe nemavanga
Baby
Nemavanga
Ibva watora
Tora nemavanga baby
Nemavanga
Ibva watora nemavanga baby

Gumbo mumoyo nerimwe mupfungwa
Zvishande zvese ita make sure
Rudo ibofu havarevi nhema
Asi rako baby ngaritange ranyatsondiona
Rogutsikana nezvese zvangu
Pavanounza rima ita chiyedza changu
Usanditambisire nguva

Kana wafunga kuda inini inini baby
Ndide nemavanga
Wafunga kutora moyo wangu
Chibva watora nemavanga
Gara watora zvese, tora zvese
Tora nemavanga
Gara watora zvese tora zvese iwe nemavanga
Baby
Nemavanga
Ibva watora
Tora ne mavanga baby
Nemavanga
Ibva watora nemavanga baby

Paroles.net dispose d’un accord de licence de paroles de chansons avec la Société des Editeurs et Auteurs de Musique (SEAM)

Sélection des chansons du moment