Paroles de la chanson Zvandofarira par
Munhu wese ane zvaanofarira asi zvinenge zvakatosiyana siyana
Doro kune vamwe havambo siya
Wamwe msombodiya fodya kuita addicted asi ini hapana
Sketi ini handidi kuona ndoita follow up sebhora
Wamwe mungapenga nedoro asi ini ndopennga navo
Vasikana ava vanofaya, wakitembeya miuno balaa
Usandibvunze ndonovadanei, ndozvandiri saka bhora mberi
Ukarwadziwa neni I don't care
Fodya doro ndogona kusiya zvirnyore asi vasikana
Zvanovafarira zvinenge zvakanyanya

Zvakanyanya zvinenge zvakanyanya

Zvakanyanya izvi zvakanyanya
Zvakanyanya zvinenge zvakanyanya
Zvakanyanya izvi zvakanyanya
This was there before hazvina kutanga nhasi
Vabababa kukanganwa mhuri, vasikana nai
Nandisi ndega ini zvakabata mambo salomon
Skiri unorasa, simba kupera kunge Samson